Numbers 31:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mugoʋe wakatarwa, wakatsaurirwa Jehova, waiʋa makwai anamazana matanhatu namakumi manomŋe namashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mutero waJehovha paari wakanga uri makwai mazana matanhatu namakwai manomwe namashanu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hwai dzakapiwa kuna Tenzi dzaiva mazana matanhatu ana makumi manomwe ehwai nehwai shanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha, waiva makwai ana mazana matanhatu namakumi manomwe namashanu.
Shona 2009?
mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha, waiva makwai ana mazana matanhatu namakumi manomwe namashanu.
Shona SUB 2002 Bible
mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha, waiva makwai ana mazana matanhatu namakumi manomwe namashanu.