Numbers 31:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋombe dzaiʋa ɀuru ɀinamakumi matatu neɀitanhatu; mugoʋe wakatarwa, wakatsaurirwa Jehova kunaidzo, waiʋa ŋombe dzinamakumi manomŋe nembiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mombe, dzaisvika zviuru makumi matatu nezvitanhatu, mutero waJehovha padziri waiva mombe makumi manomwe nembiri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mombe makumi matatu ezviuru ane zviuru zvitanhatu. Mombe dzakapiwa kuna Tenzi dzaiva mombe makumi manomwe nembiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mombe dzaiva zviuru zvina makumi matatu nezvitanhatu; mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha kunaidzo, waiva mombe dzina makumi manomwe nembiri.
Shona 2009?
Mombe dzaiva zviuru zvina makumi matatu nezvitanhatu; mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha kunaidzo, waiva mombe dzina makumi manomwe nembiri.
Shona SUB 2002 Bible
Mombe dzaiva zviuru zvina makumi matatu nezvitanhatu; mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha kunaidzo, waiva mombe dzina makumi manomwe nembiri.