Numbers 31:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mboŋgoro dzaiʋa ɀuru ɀinamakumi matatu namazana mashanu; mugoʋe wakatarwa, wakatsaurirwa Jehova kunaidzo, waiʋa mboŋgoro dzinamakumi matanhatu neimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mbongoro, dzaiva zviuru makumi matatu namazana mashanu, mutero waJehovha padziri wakanga uri mbongoro makumi matanhatu neimwe chete;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madhongi zviuru makumi matatu ana mazana mashanu. Madhongi akapiwa kuna Tenzi makumi matanhatu nerimwechete amadhongi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mbongoro dzaiva zviuru zvina makumi matatu namazana mashanu; mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha kunaidzo, waiva mbongoro dzina makumi matanhatu neimwe.
Shona 2009?
Mbongoro dzaiva zviuru zvina makumi matatu namazana mashanu; mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha kunaidzo, waiva mbongoro dzina makumi matanhatu neimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Mbongoro dzaiva zviuru zvina makumi matatu namazana mashanu; mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha kunaidzo, waiva mbongoro dzina makumi matanhatu neimwe.