Numbers 31:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋaiʋa ɀuru ɀinegumi neɀitanhatu; mugoʋe wakatarwa, wakatsaurirwa Jehova kunaiʋo, waiʋa ʋanhu ʋanamakumi matatu naʋaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vanhu vaisvika zviuru gumi nezvitanhatu, mutero waJehovha pavari waiva vanhu makumi matatu navaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vaiva zviuru gumi nezvitanhatu; vakapihwa kuna Tenzi makumi matatu navaviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vaiva zviuru zvine gumi nezvitanhatu; mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha kuna ivo, waiva vanhu vana makumi matatu navaviri.
Shona 2009?
Vanhu vaiva zviuru zvine gumi nezvitanhatu; mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha kuna ivo, waiva vanhu vana makumi matatu navaviri.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vaiva zviuru zvine gumi nezvitanhatu; mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha kuna ivo, waiva vanhu vana makumi matatu navaviri.