Numbers 31:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pahafu yaʋana ʋaIsraeri, yakaŋga yakamurwa naMosesi kuʋanhu ʋakaŋga ʋandorwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hafu yakanga iri yavaIsraeri, yakatsaurwa naMozisi kubva kuvarume vehondo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi paakapa varwi mugove wavo akatsaura chimwe chikamu chawo chiya ndokupa vaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pahafu yavana vaIsiraeri, yakanga yakamurwa naMosesi kuvanhu vakanga vandorwa,
Shona 2009?
Pahafu yavana vaIsiraeri, yakanga yakamurwa naMozisi kuvanhu vakanga vandorwa,
Shona SUB 2002 Bible
Pahafu yavana VaIsiraeri, yakanga yakamurwa naMosesi kuvanhu vakanga vandorwa,