Numbers 31:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(ɀino hafu yeʋuŋgano yaiʋa makwai aneɀuru ɀinamazana matatu namakumi matatu, neɀuru ɀinomŋe namazana mashanu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
hafu yeungano, yaiva makwai zviuru mazana matatu namakumi matatu namanomwe, namazana mashanu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka mugove wakapiwa gungano rose waiti: mazana matatu ana makumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvina mazana mashanu ehwai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(zvino hafu yeungano yaiva makwai ane zviuru zvina mazana matatu namakumi matatu, nezviuru zvinomwe namazana mashanu,
Shona 2009?
(zvino hafu yeungano yaiva makwai ane zviuru zvina mazana matatu namakumi matatu, nezviuru zvinomwe namazana mashanu,
Shona SUB 2002 Bible
(zvino hafu yeungano yaiva makwai ane zviuru zvina mazana matatu namakumi matatu, nezviuru zvinomwe namazana mashanu,