Numbers 31:45 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nemboŋgoro dzineɀuru ɀinamakumi matatu namazana mashanu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mbongoro dzaiva zviuru makumi matatu, namazana mashanu
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
madhongi aiva zviuru makumi matatu ana mazana mashanu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nembongoro dzine zviuru zvina makumi matatu namazana mashanu,
Shona 2009?
nembongoro dzine zviuru zvina makumi matatu namazana mashanu,
Shona SUB 2002 Bible
nembongoro dzine zviuru zvina makumi matatu namazana mashanu,