Numbers 31:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakati kunaMosesi: Ʋaranda ʋenyu ʋakaʋereŋga ʋarume ʋehondo ʋanorairwa nesu; hakunomumŋe weɗu usi’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakati kwaari, “Varanda venyu vaverenga varwi vari pasi pedu, hapana kana mumwe chete asipo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati kuna Mosesi, “Changamire, isu varanda venyu takaverenga varwi vatinotungamirira tikaona kuti hakuna nomumwe wavo asipo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakati kuna Mosesi, “Varanda venyu vakaverenga varume vehondo vanorairwa nesu; hakuna mumwe wedu usipo.
Shona 2009?
vakati kuna Mozisi, "Varanda venyu vakaverenga varume vehondo vanorairwa nesu; hakuna mumwe wedu usipo.
Shona SUB 2002 Bible
vakati kuna Mosesi, “Varanda venyu vakaverenga varume vehondo vanorairwa nesu; hakuna mumwe wedu usipo.