Numbers 31:51 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi naEreazari muprista ʋakagamucira kwaʋari ndarama, ɀiri ɀishoŋgo ɀamarudzi ose ɀakaitwa nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi naEreazari muprista vakagamuchira kubva kwavari goridhe, zvinhu zvose zvakanga zvakaitwa noumhizha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi nomupristi Ereazari vakagamuchira ndarama iyoyo, zvinhu zvakanga zvakagadzirwa kare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi naEreazari mupristi vakagamuchira kwavari ndarama, zviri zvishongo zvamarudzi ose zvakaitwa nayo.
Shona 2009?
Mozisi naEreazari muprista vakagamuchira kwavari ndarama, zviri zvishongo zvamarudzi ose zvakaitwa nayo.
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi naEreazari mupristi vakagamuchira kwavari ndarama, zviri zvishongo zvamarudzi ose zvakaitwa nayo.