Numbers 31:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akaʋatuma kundorwa, curu cimŋe kurudzi rumŋe norumŋe, iʋo naPinehasi, mŋanakomana waEreazari muprista, kundorwa, iye akaɓata nhumbi dzeimba tȿene nehwamanda dzokuridzisa nadzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akavatuma kundorwa, chiuru kubva kurudzi rumwe norumwe, pamwe chete naFinehasi mwanakomana waEreazari muprista, uyo akatorawo nhumbi dzomunzvimbo tsvene nehwamanda dzokuridza pakutungamirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akatumira kuhondo chiuru chimwe nechimwe chavarwi vemadzinza ose avaIsiraeri pamwechete naFiniyasi mwanakomana womupristi, Ereazari. Finiyasi akaenda navo aine midziyo yomutendhe rinoera netsuri dzairidzirwa kurongera varwi zvokuita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akavatuma kundorwa, chiuru chimwe kurudzi rumwe norumwe, ivo naPinehasi, mwanakomana waEreazari mupristi, kundorwa, iye akabata nhumbi dzeimba tsvene nehwamanda dzokuridzisa nadzo.
Shona 2009?
Mozisi akavatuma kundorwa, chiuru chimwe kurudzi rumwe norumwe, ivo naPinehasi, mwanakomana waEreazari muprista, kundorwa, iye akabata nhumbi dzeimba tsvene nehwamanda dzokuridzisa nadzo.
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akavatuma kundorwa, chiuru chimwe kurudzi rumwe norumwe, ivo naFiniasi, mwanakomana waEreazari mupristi, kundorwa, iye akabata nhumbi dzeimba tsvene nehwamanda dzokuridzisa nadzo.