Numbers 32:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaRubeni naʋana ʋaGadi ʋakaŋga ʋaneɀipfuwo ɀizhinji kwaɀo; ɀino ʋakati ʋacitarira nyika yeJazeri nenyika yeGireadi, ʋakaʋona kuti inɀimbo yakafanira ɀipfuwo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaRubheni navaGadhi, vakanga vane mombe zhinji uye namakwai akawanda kwazvo, vakaona nyika yaJazeri neGireadhi kuti yakanga yanakira zvipfuwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzinza aRubheni naGadhi aiva nemombe dzakawanda kwazvo. Akaona nyika yeJazeri neyeGiriadhi dziri nyika dzina mafuro emombe,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaRubheni navana vaGadhi vakanga vane zvipfuwo zvizhinji kwazvo; zvino vakati vachitarira nyika yeJazeri nenyika yeGireadhi, vakaona kuti inzvimbo yakafanira zvipfuwo.
Shona 2009?
Vana vaRubheni navana vaGadhi vakanga vane zvipfuwo zvizhinji kwazvo; zvino vakati vachitarira nyika yeJazeri nenyika yeGiriyadhi, vakaona kuti inzvimbo yakafanira zvipfuwo.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vaRubheni navana vaGadhi vakanga vane zvipfuwo zvizhinji kwazvo; zvino vakati vachitarira nyika yeJazeri nenyika yeGireadhi, vakaona kuti inzvimbo yakafanira zvipfuwo.