Numbers 32:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akatsamŋa nomusi iwoyo, akapika, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutsamwa kwaJehovha kwakamutswa nomusi uyo uye akapika mhiko iyi:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo zvakashatirisa Tenzi pazuva iroro akapika achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akatsamwa nomusi iwoyo, akapika, akati,
Shona 2009?
Jehovha akatsamwa nomusi iwoyo, akapika, akati,
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akatsamwa nomusi iwoyo, akapika, akati,