Numbers 32:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi Karebi, mŋanakomana waJefune, muKenizi, naJoshua, mŋanakomana waNuni, nokuti iʋo ʋakateʋera Jehova nomŋoyo wose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
hakuna mumwe wavo kunze kwaKarebhu mwanakomana waJefune muKenizi naJoshua mwanakomana waNuni nokuti vakatevera Jehovha nomwoyo wose.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kunze kwaKarebhu chete mwanakomana waJefune muKenezi naJoshuwa mwanakomana waNuni nokuti vakatevera Tenzi nomwoyo wose.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi Karebhu, mwanakomana waJefune, muKenizi, naJoshua, mwanakomana waNuni, nokuti ivo vakatevera Jehovha nomwoyo wose.’
Shona 2009?
asi Karebhu, mwanakomana waJefune, muKenizi, naJoshua, mwanakomana waNuni, nokuti ivo vakatevera Jehovha nomoyo wose.'
Shona SUB 2002 Bible
asi Karebhu, mwanakomana waJefune, muKenizi, naJoshua, mwanakomana waNuni, nokuti ivo vakatevera Jehovha nomwoyo wose.’