Numbers 32:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana mukatsauka pakumuteʋera, ucaʋasiya ɀe murenje; imi mucaparadza ʋanhu aʋa ʋose
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mukatsauka pakumutevera, achasiyazve vanhu ava vose murenje, uye imi ndimi muchauyisa kuparadzwa kwavo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana imi mukatsauka pakumutevera achavasiyazve murenje. Ndimi muchaparadzisa vanhu ivava.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana mukatsauka pakumutevera, uchavasiyazve murenje; imi muchaparadza vanhu ava vose.”
Shona 2009?
Nokuti kana mukatsauka pakumutevera, uchavasiyazve murenje; imwi muchaparadza vanhu ava vose."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana mukatsauka pakumutevera, uchavasiyazve murenje; imi muchaparadza vanhu ava vose.”