Numbers 32:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasweɗera kwaari, ʋakati: Ticaʋakira ɀipfuwo ɀeɗu mataŋga naʋana ʋeɗu ʋaɗuku maguta pano;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakakwira kwaari vakati, “Tinoda kuvaka matanga ezvipfuwo zvedu kuno namaguta avakadzi vedu navana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakasebera kwaari vakati, “Regai timbovakira pano zvipfuwo zvedu matanga, navana vedu maguta,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaswedera kwaari, vakati, “Tichavakira zvipfuwo zvedu matanga navana vedu vaduku maguta pano;
Shona 2009?
Vakaswedera kwaari, vakati, "Tichavakira zvipfuwo zvedu matanga navana vedu vaduku maguta pano;
Shona SUB 2002 Bible
Vakaswedera kwaari, vakati, “Tichavakira zvipfuwo zvedu matanga navana vedu vaduku maguta pano;