Numbers 32:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti hatiŋgagari nhaka pamŋe cete naʋo mhiri kwaJoridani nemberi; nokuti isu tagoʋerwa nhaka yeɗu necoʋuno mhiri kwaJoridani kurutiʋi rwamabvazuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hatizogamuchiri nhaka ipi zvayo pamwe chete navo mhiri kweJorodhani, nokuti nhaka yedu tava nayo kumabvazuva kwaJorodhani.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isu hatizopiwi nhaka pamwechete navo kumhiri kwaJorodhani zvichienda zvakadaro nokuti nhaka yedu taiwanira mhiri kuno kumabvazuva kwaJorodhani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti hatingagari nhaka pamwechete navo mhiri kwaJorodhani nemberi; nokuti isu tagoverwa nhaka yedu nechouno mhiri kwaJorodhani kurutivi rwamabvazuva.”
Shona 2009?
Nokuti hatingagari nhaka pamwechete navo mhiri kwaJorodhani nemberi; nokuti isu tagoverwa nhaka yedu nechouno mhiri kwaJorodhani kurutivi rwamabvazuva."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti hatingagari nhaka pamwechete navo mhiri kwaJodhani nemberi; nokuti isu tagoverwa nhaka yedu nechouno mhiri kwaJodhani kurutivi rwamabvazuva.”