Numbers 32:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akati kwaʋari: Kana mukaita cinhu ici, kana mukashoŋga nhumbi dzenyu dzokurwa, kuti muende pamberi paJehova kundorwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akati kwavari, “Kana mukaita izvi, kana mukazvishongedza nhumbi dzokurwa pamberi paJehovha kuti mundorwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akavapindura achiti, “Kana muchizoita saizvozvo zvokutora zvombo muchienda kuhondo norubatsiro rwaTenzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akati kwavari, “Kana mukaita chinhu ichi, kana mukashonga nhumbi dzenyu dzokurwa, kuti muende pamberi paJehovha kundorwa,
Shona 2009?
Zvino Mozisi akati kwavari, "Kana mukaita chinhu ichi, kana mukashonga nhumbi dzenyu dzokurwa, kuti muende pamberi paJehovha kundorwa,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akati kwavari, “Kana mukaita chinhu ichi, kana mukashonga nhumbi dzenyu dzokurwa, kuti muende pamberi paJehovha kundorwa,