Numbers 32:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana mukasaita saiɀoɀo, tarirai matadzira Jehova, muziʋe kuti ɀiʋi ɀenyu ɀicakuwanai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi kana mukakoniwa kuita izvi, muchange matadzira Jehovha; uye zvirokwazvo chivi chenyu chichakuwanai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi mukasaita saizvozvi, matotadzira Tenzi. Saka zivai izvi zvokuti chitadzo chenyu chichakupfukirai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana mukasaita saizvozvo, tarirai matadzira Jehovha, muzive kuti zvivi zvenyu zvichakuwanai.
Shona 2009?
Asi kana mukasaita saizvozvo, tarirai matadzira Jehovha, muzive kuti zvivi zvenyu zvichakuwanai.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana mukasaita saizvozvo, tarirai matadzira Jehovha, muzive kuti zvivi zvenyu zvichakuwanai.