Numbers 32:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaGadi naʋana ʋaRubeni ʋakataura naMosesi, ʋakati: Ʋaranda ʋenyu ʋacaita seɀakaraira tenzi weɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaGadhi navaRubheni vakati kuna Mozisi, “Isu varanda venyu tichaita sezvarayirwa naishe wedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vedzinza rokwaGadhi nevedzinza rokwaRubheni vakataura kuna Mosesi vachiti, “Isu varanda venyu tichaita zvamareva changamire wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaGadhi navana vaRubheni vakataura naMosesi, vakati, “Varanda venyu vachaita sezvakaraira tenzi wedu.
Shona 2009?
Vana vaGadhi navana vaRubheni vakataura naMozisi, vakati, "Varanda venyu vachaita sezvakaraira tenzi wedu.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vaGadhi navana vaRubheni vakataura naMosesi, vakati, “Varanda venyu vachaita sezvakaraira tenzi wedu.