Numbers 32:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋana ʋaGadi naʋana ʋaRubeni ʋakapindura, ʋakati: Seɀakareʋa Jehova kuʋaranda ʋenyu, ndiɀo ɀaticaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaGadhi navaRubheni vakapindura vakati, “Varanda venyu vachaita zvarehwa naJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vedzinza rokwaGadhi nevedzinza rokwaRubheni vakapindura vachiti, “Zvataurwa naTenzi kwatiri varanda venyu ndizvo zvatichaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vana vaGadhi navana vaRubheni vakapindura, vakati, “Sezvakareva Jehovha kuvaranda venyu, ndizvo zvatichaita.
Shona 2009?
Ipapo vana vaGadhi navana vaRubheni vakapindura, vakati, "Sezvakareva Jehovha kuvaranda venyu, ndizvo zvatichaita.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vana vaGadhi navana vaRubheni vakapindura, vakati, “Sezvakareva Jehovha kuvaranda venyu, ndizvo zvatichaita.