Numbers 32:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neBeti‐nimra, neBeti‐harani, ari maguta akakombga namaȿiŋgo, anamataŋga amakwai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bheti Nimura neBheti Harani samaguta akakomberedzwa, uye vakavaka matanga amakwai avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
neBhetinimura neBhetiharani. Maguta aya namatanga ehwai akakomberedzwa netsvingo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
neBheti‐nimura, neBheti‐harani, ari maguta akakombwa namasvingo, ana matanga amakwai.
Shona 2009?
neBheti-nimura, neBheti-harani, ari maguta akakombwa namasvingo, ana matanga amakwai.
Shona SUB 2002 Bible
neBheti–nimura, neBheti–harani, ari maguta akakombwa namasvingo, ana matanga amakwai.