Numbers 32:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neNebo, neBaari‐meoni (ʋashandura mazita awo), neSibma; ʋakatumidza maguta aʋakaʋaka mamŋe mazita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pamwe chete neNebho neBhaari Meoni (mazita aya akashandurwa) neSibhima. Vakapa mazita kumaguta avakavaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
neNebho neBhaarimeoni (mazita awo akazosandurwa) neSibhuma. Maguta avakavaka vakatumidza mazita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
neNebho, neBhaari‐meoni (vashandura mazita awo), neSibhima; vakatumidza maguta avakavaka mamwe mazita.
Shona 2009?
neNebho, neBhaari-meoni (vashandura mazita awo), neSibhima; vakatumidza maguta avakavaka mamwe mazita.
Shona SUB 2002 Bible
neNebho, neBhaari–meoni (vashandura mazita awo), neSibhima; vakatumidza maguta avakavaka mamwe mazita.