Numbers 32:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jairi, mŋanakomana waManase, akakunda misha yaro, akaitumidza Misha yaJairi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jairi, chizvarwa chaManase, akakunda misha yaro akaitumidza kuti Havhoti Jairi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jairi wedzinza raManase akandopamba misha yavo akaitumidza kuti misha yaJairi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jairi, mwanakomana waManase, akakunda misha yaro, akaitumidza Misha yaJairi.
Shona 2009?
Jairi, mwanakomana waManase, akakunda misha yaro, akaitumidza Misha yaJairi.
Shona SUB 2002 Bible
Jairi, mwanakomana waManase, akakunda misha yaro, akaitumidza Misha yaJairi.