Numbers 32:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Noba akandokunda Kenati, nemisha yaro yakaŋga yakaɓatwa naro, akaritumidza Noba, nezita rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Nobha akakunda Kenati nenzvimbo dzakaripoteredza akaritumidza kuti Nobha zita rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nobha akandopamba guta reKenati nemisha yavo, akaitumidza nezita rake kuti Nobha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nobha akandokunda Kenati, nemisha yaro yakanga yakabatwa naro, akaritumidza Nobha, nezita rake.
Shona 2009?
Nobha akandokunda Kenati, nemisha yaro yakanga yakabatwa naro, akaritumidza Nobha, nezita rake.
Shona SUB 2002 Bible
Nobha akandokunda Kenati, nemisha yaro yakanga yakabatwa naro, akaritumidza Nobha, nezita rake.