Numbers 32:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akati kuʋana ʋaGadi naʋana ʋaRubeni: Ko hama dzenyu dziŋgaenda kundorwa, imi mukagara pano here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akati kuvaGadhi nokuvaRubheni, “Ko, vanhu venyika yokwenyu vangaenda kuhondo imi makagara henyu pano?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Mosesi akapindura vokwaGadhi novokwaRubheni achiti, “Ko imi mungati hama dzenyu dziende dzoga kuhondo, imi mugere zvenyu kuno here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akati kuvana vaGadhi navana vaRubheni, “Ko hama dzenyu dzingaenda kundorwa, imi mukagara pano here?
Shona 2009?
Mozisi akati kuvana vaGadhi navana vaRubheni, "Ko hama dzenyu dzingaenda kundorwa, imwi mukagara pano here?
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akati kuvana vaGadhi navana vaRubheni, “Ko hama dzenyu dzingaenda kundorwa, imi mukagara pano here?