Numbers 32:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀakaita madziɓaɓa enyu ŋguʋa yandakaʋatuma ʋari paKadeshi‐barnea, kundoshora nyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ndizvo zvakaitwa namadzibaba enyu pandakavatuma kubva paKadheshi Bharinea kuti vandosora nyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvo zvakaitwa namadzibaba enyu pandakavatuma kubva kuKadheshibhanea kundoona nyika iyi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvo zvakaita madzibaba enyu nguva yandakavatuma vari paKadheshi‐bharinea, kundoshora nyika.
Shona 2009?
Ndizvo zvakaita madzibaba enyu nguva yandakavatuma vari paKadheshi-bharinea, kundoshora nyika.
Shona SUB 2002 Bible
Ndizvo zvakaita madzibaba enyu nguva yandakavatuma vari paKadheshi–bharinea, kundoshora nyika.