Numbers 33:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka paErimi, ʋakandodzika paGuŋgwa Dɀuku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva paErimu vakandodzika misasa paGungwa Dzvuku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabva paErimu vakandodzika matendhe avo munyasi meGungwa Dzvuku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka paErimi, vakandodzika paGungwa Dzvuku.
Shona 2009?
Vakasimuka paErimi, vakandodzika paGungwa Dzvuku.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka paErimi, vakandodzika paGungwa Dzvuku.