Numbers 33:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka murenje reSini, ʋakandodzika paDofka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva muGwenga reSini vakandodzika misasa paDhofika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabva murenje reSini vakandodzika matendhe avo kuDhofuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka murenje reSini, vakandodzika paDhofika.
Shona 2009?
Vakasimuka murenje reSini, vakandodzika paDhofika.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka murenje reSini, vakandodzika paDhofika.