Numbers 33:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka paDofka, ʋakandodzika paArushi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva paDhofika vakandodzika misasa paArushi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabva kuDhofuka, vakandodzika matendhe avo kuArushi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka paDhofika, vakandodzika paArushi.
Shona 2009?
Vakasimuka paDhofika, vakandodzika paArushi.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka paDhofika, vakandodzika paArushi.