Numbers 33:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka paArushi, ʋakandodzika paRefidimi, pakaŋga pasine‐mvura yokunwa yaʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva paArushi vakandodzika misasa paRefidhimu, apo pakanga pasina mvura yokuti vanhu vanwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabva kuArushi, vakandodzika matendhe avo kuRefidhimu pakanga pasina mvura yokuti vanhu vanwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka paArushi, vakandodzika paRefidhimu, pakanga pasina mvura yokunwa yavanhu.
Shona 2009?
Vakasimuka paArushi, vakandodzika paRefidhimu, pakanga pasina mvura yokumwa yavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka paArushi, vakandodzika paRefidhimu, pakanga pasina mvura yokunwa yavanhu.