Numbers 33:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka paRibna, ʋakandodzika paRisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva paRibhina vakandodzika misasa paRisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokubva paRibhina vakandodzika matendhe avo paRisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka paRibhina, vakandodzika paRisa.
Shona 2009?
Vakasimuka paRibhina, vakandodzika paRisa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka paRibhina, vakandodzika paRisa.