Numbers 33:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka paRisa, ʋakandodzika paKeherata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva paRisa vakandodzika misasa paKeherata.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazobva paRisa vakandodzika matendhe avo paKeherata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka paRisa, vakandodzika paKeherata.
Shona 2009?
Vakasimuka paRisa, vakandodzika paKeherata.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka paRisa, vakandodzika paKeherata.