Numbers 33:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka paTera, ʋakandodzika paMitka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva paTera vakandodzika misasa paMitika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokuzobvawo kuTera vakandodzika matendhe avo kuMitika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka paTera, vakandodzika paMitika.
Shona 2009?
Vakasimuka paTera, vakandodzika paMitika.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka paTera, vakandodzika paMitika.