Numbers 33:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka paMitka, ʋakandodzika paHashmona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva paMitika vakandodzika misasa paHashimona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabva paMitika ndokundodzika matendhe avo kuHashimona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka paMitika, vakandodzika paHashimona.
Shona 2009?
Vakasimuka paMitika, vakandodzika paHashimona.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka paMitika, vakandodzika paHashimona.