Numbers 33:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka paMoseroti, ʋakandodzika paBene‐jakani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva paMoseroti vakandodzika misasa paBhene Jaakani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazobva paMoseroti vakandoadzika vave Bhenejaakani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka paMoseroti, vakandodzika paBhene‐jakani.
Shona 2009?
Vakasimuka paMoseroti, vakandodzika paBhene-jakani.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka paMoseroti, vakandodzika paBhene–jakani.