Numbers 33:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka paBene‐jakani, ʋakandodzika paHori‐hagidgadi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva paBhene Jaakani vakandodzika misasa paHori Hagidhigadhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokubva Bhenejaakani vakandodzika matendhe avo vava Horihagidhigaadhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka paBhene‐jakani, vakandodzika paHori‐hagidhigadi.
Shona 2009?
Vakasimuka paBhene-jakani, vakandodzika paHorihagidhigadhi.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka paBhene–jakani, vakandodzika paHori–hagidhigadi.