Numbers 33:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka paAbrona, ʋakandodzika paEzioni‐geberi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva paAbhurona vakandodzika misasa paEzioni Gebheri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabva paAbhurona vakazodzikira matendhe avo kuEzionigebheri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka paAbhurona, vakandodzika paEzioni‐gebheri.
Shona 2009?
Vakasimuka paAbhurona, vakandodzika paEZiyoni-gebheri.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka paAbhurona, vakandodzika paEzioni–gebheri.