Numbers 33:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aroni wakaŋga anamakore anezana namakumi maʋiri namatatu pakufa kwake pagomo reHori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aroni akanga ava namakore zana namakumi maviri namatatu pakufa kwake paGomo reHori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aroni akanga ava namakore zana namakumi maviri ana matatu okuzvarwa kwake paakafa mugomo reHoru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Aroni wakanga ana makore ane zana namakumi maviri namatatu pakufa kwake pagomo reHori.
Shona 2009?
Aroni wakanga ana makore ane zana namakumi maviri namatatu pakufa kwake pagomo reHori.
Shona SUB 2002 Bible
Aroni wakanga anamakore ane zana namakumi maviri namatatu pakufa kwake pagomo reHori.