Numbers 33:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo weAradi, muKanani, wakaŋga agere kurutiʋi rweZasi munyika yeKanani, akanzwa kuti ʋana ʋaIsraeri ʋoʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weAradhi muKenani, aigara kuNegevhi kweKenani, akanzwa kuti vaIsraeri vari kuuya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Aradhi worudzi rwavaKanani aigara kuNegevhu munyika yeKanani akanzwa zvokuuya kwavaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo weAradhi, muKenani, wakanga agere kurutivi rweZasi munyika yeKenani, akanzwa kuti vana vaIsiraeri vouya.
Shona 2009?
Zvino mambo weAradhi, muKenani, wakanga agere kurutivi rweZasi munyika yeKenani, akanzwa kuti vana vaIsiraeri vouya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo weAradhi, muKenani, wakanga agere kurutivi rweZasi munyika yeKenani, akanzwa kuti vana VaIsiraeri vouya.