Numbers 33:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka paZarmona, ʋakandodzika paPunoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva paZarimona vakandodzika misasa paPunoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabva Zarimona vondodzika matendhe avo vava kuPunoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka paZarimona, vakandodzika paPunoni.
Shona 2009?
Vakasimuka paZarimona, vakandodzika paPunoni.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka paZarimona, vakandodzika paPunoni.