Numbers 33:45 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka paIyimi, ʋakandodzika paDiboni‐gadi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva paIyimi vakandodzika misasa paDhibhoni Gadhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazobvawo paIyimu ndokundodzika matendhe avo vava Dhibhonigadhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka paIyimi, vakandodzika paDhibhoni‐gadhi.
Shona 2009?
Vakasimuka paIyimi, vakandodzika paDhibhoni-gadhi.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka paIyimi, vakandodzika paDhibhoni–gadhi.