Numbers 33:51 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mayambuka Joridani, mukaȿika munyika yeKanani,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mayambuka Jorodhani mapinda muKenani,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Taurira vaIsiraeri uti kwavari, kana mayambuka Jorodhani muchipinda munyika yeKanani,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mayambuka Jorodhani, mukasvika munyika yeKenani,
Shona 2009?
"Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, `Kana mayambuka Jorodhani, mukasvika munyika yeKenani,
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mayambuka Jodhani, mukasvika munyika yeKenani,