Numbers 33:52 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
munofanira kudziŋga ʋanhu ʋose ʋagere munyika pamberi penyu, nokuparadza ɀifananidzo ɀaʋo ɀamabge, nokuparadza ɀifananidzo ɀaʋo ɀakaʋumbga, nokuputsa nɀimbo dzaʋo dzakakwirira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mudzinge vose vanogara munyika imomo pamberi penyu. Muparadze zvifananidzo zvavo zvose zvakavezwa nezvifananidzo zvavo zvakaumbwa, uye muputse nzvimbo dzose dzakakwirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
munofanira kudzinganisa vagari vemo, mupwanye zvimifananidzo zvavakazvigadzirira zvamabwe nezvifananidzo zvavo zvesimbi, mupaze nzvimbo dzavo dzemipiro dzavakavakira pakatunhumara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
munofanira kudzinga vanhu vose vagere munyika pamberi penyu, nokuparadza zvifananidzo zvavo zvamabwe, nokuparadza zvifananidzo zvavo zvakaumbwa, nokuputsa nzvimbo dzavo dzakakwirira.
Shona 2009?
munofanira kudzinga vanhu vose vagere munyika pamberi penyu,nokuparadza zvifananidzo zvavo zvamabwe, nokuparadza zvifananidzo zvavo zvakaumbwa, nokuputsa nzvimbo dzavo dzakakwirira.
Shona SUB 2002 Bible
munofanira kudzinga vanhu vose vagere munyika pamberi penyu, nokuparadza zvifananidzo zvavo zvamabwe, nokuparadza zvifananidzo zvavo zvakaumbwa, nokuputsa nzvimbo dzavo dzakakwirira.