Numbers 33:53 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofanira kutora nyika, iʋe yenyu, mugare’mo; nokuti ndakakupai nyika iyo, iʋe yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutore nyika iyo mugaremo, nokuti ndakupai nyika iyi kuti ive yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Torai nyika iyoyo mugaremo nokuti ndakupai nyika iyoyo kuti ive yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munofanira kutora nyika, ive yenyu, mugaremo; nokuti ndakakupai nyika iyo, ive yenyu.
Shona 2009?
Munofanira kutora nyika, ive yenyu, mugaremo; nokuti ndakakupai nyika iyo, ive yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Munofanira kutora nyika, ive yenyu, mugaremo; nokuti ndakakupai nyika iyo, ive yenyu.