Numbers 33:54 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofanira kupiwa nhaka yenyika iyo nemijenya, nemhuri dzenyu; ʋazhinji munofanira kuʋapa nhaka zhinji, ʋashoma munofanira kuʋapa nhaka shoma; seɀaakagoʋerwa nemijenya, saiɀoɀo inofanira kuʋa nhaka yomunhu; munofanira kugara nhaka namarudzi amadziɓaɓa enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugovere nyika nomujenya, maererano nemhuri dzenyu. Mupe vakawanda nhaka huru, uye vashoma muvapewo nhaka duku. Zvose zvichawira kwavari nomujenya zvinofanira kuva zvavo. Muigove zviri maererano namarudzi amadzitateguru enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchagovana nyika iyoyo nechin'ange dzinza nedzinza, muchipa nyika huru kune vakawanda, diki kuna vashoma. Nzvimbo inenge yapiwa munhu nechin'ange ndiyo ichava yake. Muchagovana nyika dzinza nedzinza vanhu nedzinza rababa wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munofanira kupiwa nhaka yenyika iyo nemijenya, nemhuri dzenyu; vazhinji munofanira kuvapa nhaka zhinji, vashoma munofanira kuvapa nhaka shoma; sezvakagoverwa nemijenya, saizvozvo inofanira kuva nhaka yomunhu; munofanira kugara nhaka namarudzi amadzibaba enyu.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible