Numbers 33:56 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndicakuitirai imi seɀandakafuŋga kuʋaitira iʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndichakuitirai imi zvandakaronga kuvaitira ivo.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo zvandinofunga kuita kwavari ndizvo zvandichaita kwamuri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndichakutirai imi sezvandakafunga kuvaitira ivo.’ ”
Shona 2009?
Ipapo ndichakuitirai imwi sezvandakafunga kuvaitira ivo.' "
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndichakutirai imi sezvandakafunga kuvaitira ivo.’ ”