Numbers 34:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofanira kutara ʋo muganho wenyu wokumabvazuʋa, kubva paHazari‐enani kuȿika paShefami.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Pamuganhu wenyu wokumabvazuva, munofanira kutara mutaro unobva kuHazari Enani uchisvika kuShefani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Muchatara muganho wenyu wokumabvazuva kubva paHazarenani kusvika kuShefamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munofanira kutarawo muganhu wenyu wokumabvazuva, kubva paHazari‐enani kusvika paShefami.
Shona 2009?
Munofanira kutarawo muganhu wenyu wokumabvazuva, kubva paHazari-enani kusvika paShefami.
Shona SUB 2002 Bible
Munofanira kutarawo muganhu wenyu wokumabvazuva, kubva paHazari–enani kusvika paShefami.