Numbers 34:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti rudzi rwaʋana ʋaRubeni, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, norudzi rwaʋana ʋaGadi, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋatopiwa haʋo, nehafu yorudzi rwaManase ʋatopiwa haʋo nhaka yaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti mhuri dzorudzi rwaRubheni, norudzi rwaGadhi uye rwehafu rwaManase vakagamuchira nhaka yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vedzinza rokwaRubheni nemhuri dzavo, nevedzinza rokwaGadhi nemhuri dzavo pamwechete nechikamu chapakati napakati chevedzinza rokwaManase vanenge vatowana kare nhaka yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti rudzi rwavana vaRubheni, nedzimba dzamadzibaba avo, norudzi rwavana vaGadhi, nedzimba dzamadzibaba avo, vatopiwa havo, nehafu yorudzi rwaManase vatopiwa havo nhaka yavo;
Shona 2009?
nokuti rudzi rwavana vaRubheni, nedzimba dzamadzibaba avo, norudzi rwavana vaGadhi, nedzimba dzamadzibaba avo, vatopiwa havo, nehafu yorudzi rwaManase vatopiwa havo nhaka yavo;
Shona SUB 2002 Bible
nokuti rudzi rwavana vaRubheni, nedzimba dzamadzibaba avo, norudzi rwavana vaGadhi, nedzimba dzamadzibaba avo, vatopiwa havo, nehafu yorudzi rwaManase vatopiwa havo nhaka yavo;