Numbers 34:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
marudzi awa maʋiri nehafu akapiwa nhaka yawo necemhiri kwaJoridani paJeriko, kumabvazuʋa kunoɓuɗa zuʋa nako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Marudzi maviri aya nehafu vakagamuchira nhaka yavo kumabvazuva kweJorodhani reJeriko, kwakatarisana nokumabudazuva.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamadzinza iwaya maviri, nechikamu chepakati nepakati cherimwe dzinza vanenge vatowana kare nhaka yavo kumhiri kwaJorodhani kwakatarisana neJeriko kunobuda nezuva kumabvazuva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
marudzi awa maviri nehafu akapiwa nhaka yawo nechemhiri kwaJorodhani paJeriko, kumabvazuva kunobuda zuva nako.”
Shona 2009?
marudzi awa maviri nehafu akapiwa nhaka yawo nechemhiri kwaJoroclhani paJeriko, kumabvazuva kunobuda zuva nako."
Shona SUB 2002 Bible
marudzi awa maviri nehafu akapiwa nhaka yawo nechemhiri kwaJodhani paJeriko, kumabvazuva kunobuda zuva nako.”