Numbers 34:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofanira kutsaura ʋo mucinda mumŋe kurudzi rumŋe norumŋe kugoʋera nyika iʋe nhaka yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ugadze mutungamiri mumwe chete kubva kurudzi rumwe norumwe kuti vabatsire pakugova nyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munofanira kusarudza mutungamiriri mumwechete padzinza roga roga wokugova nyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munofanira kutsaurawo muchinda mumwe kurudzi rumwe norumwe kugovera nyika ive nhaka yenyu.
Shona 2009?
Munofanira kutsaurawo muchinda mumwe kurudzi rumwe norumwe kugovera nyika ive nhaka yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Munofanira kutsaurawo muchinda mumwe kurudzi rumwe norumwe kugovera nyika ive nhaka yenyu.